Nehemia 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 kwouya Bhenjamini naHashubhu, ava vakagadziridza pakanga pakatarisana nepane dzimba dzavo tevere Azariya mwanakomana waMaaseya mwanakomana waAnaniya akagadzirawo parutivi pemba yake Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Benjamini naHashubi ndiʋo ʋakaʋateʋera pakugadzira pakatarisana neimba yaʋo. Azaria mŋanakomana waMaaseya, mŋanakomana waAnania, wakaʋateʋera pakugadzira parutiʋi rweimba yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Bhenjamini naHashubhi ndivo vakavatevera pakugadzira pakatarisana neimba yavo. Azaria mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waAnania, akavatevera pakugadzira parutivi rweimba yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 kwouya Bhenjamini naHashubhu, ava vakagadziridza pakanga pakatarisana nepane dzimba dzavo tevere Azariya mwanakomana waMaaseya mwanakomana waAnaniya akagadzirawo parutivi pemba yake Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mumashure mavo, Bhenjamini naHashubhi vakazogadzira mberi kweimba yavo; uye aivatevera, Azaria mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waAnania, akagadzira parutivi peimba yake. Viz kapitola |