Nehemia 3:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Aiteverwawo pakugadziridza uku navapristi vakanga vakamira vakadai izvi: paiti varume vomunharaunda iyoyo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋaprista, ʋarume ʋeɓani, ʋakamuteʋera iye pakugadzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Vapristi, varume vebani, vakamutevera iye pakugadzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Aiteverwawo pakugadziridza uku navapristi vakanga vakamira vakadai izvi: paiti varume vomunharaunda iyoyo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zvakagadzirwa mumashure make zvakaitwa navaprista vaibva mudunhu rakapoteredza. Viz kapitola |