Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Achiteverwa kuvaka chimwewo chacho naBharuki mwanakomana waZabhai akagadziridza kubvira paKona ipapo kusvikira kumusuo wemba yaEriyashibhi mupristi mukuru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Baruki mŋanakomana waZabai wakamuteʋera akagadzira nokushiŋgaira mumŋe mupanda, kubva pakona yoruȿiŋgo kuȿikira pamukoʋa weimba yaEriashibi muprista mukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Bharuki mwanakomana waZabhai wakamutevera akagadzira nokushingaira mumwe mupanda, kubva pakona yorusvingo kusvikira pamukova weimba yaEriashibhi mupristi mukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Achiteverwa kuvaka chimwewo chacho naBharuki mwanakomana waZabhai akagadziridza kubvira paKona ipapo kusvikira kumusuo wemba yaEriyashibhi mupristi mukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Bharuki mwanakomana waZabhai akamutevera, akagadzira chimwe chikamu nomwoyo wose kubva pakona zvichienda pamusuo weimba yaEriashibhi muprista mukuru.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 3:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy