Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vakagamhwa navarume vokuJeriko kuvaka kumberi kwacho ndokugamhwawo kuvaka kumberi naZakuri mwanakomana wokwaImuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Kurutiʋi rwake kwakaʋakwa naʋarume ʋeJeriko. Kurutiʋi rwaʋo kwakaʋakwa naZakuri mŋanakomana waImri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Kurutivi rwake kwakavakwa navarume veJeriko. Kurutivi rwavo kwakavakwa naZakuri mwanakomana waImiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vakagamhwa navarume vokuJeriko kuvaka kumberi kwacho ndokugamhwawo kuvaka kumberi naZakuri mwanakomana wokwaImuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Varume veJeriko vakavaka chikamu chaiva pedyo, uye Zakuri mwanakomana waImuri akavaka parutivi pavo.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 3:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy