Nehemia 3:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndopanouyawo hama dzavo idzi dzaiti Bhavhai mwanakomana waHenadhadhi mutongi wechimwe chikamu chedunhu reKeira Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Hama dzaʋo ndidzo dzakamuteʋera pakugadzira, Bavai mŋanakomana waHenadadi, muɓati wehafu yenyika yeKeira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Hama dzavo ndidzo dzakamutevera pakugadzira, Bhavhai mwanakomana waHenadhadhi, mubati wehafu yenyika yeKeira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndopanouyawo hama dzavo idzi dzaiti Bhavhai mwanakomana waHenadhadhi mutongi wechimwe chikamu chedunhu reKeira Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vaimutevera pakugadzira, vanhu venyika yavo vaiva pasi paBhinui mwanakomana waHenadhadhi, mutongi weimwe hafu yeKeira. Viz kapitola |