Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Akagamhwawo kuvaka naNehemiya mwanakomana waAzibhuku mutongi wechimwe chikamu chedunhu reBhetitsuru akagadzirawo kusvika pakatarisana namakuva okwaDhavhidhi kudzamara kundosvika kuDziva riya rakaitwa navanhu kusvikawo kumba yemagamba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Wakamuteʋera pakugadzira wakaŋga ari Nehemia mŋanakomana waAzbuki, muɓati wehafu yenyika yeBeti‐zuri, kuȿikira pakatarisana namarinda aDavidi, ʋuye kuȿikira padziʋa rakaŋga raʋakwa, nokuimba yemhare.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Akamutevera pakugadzira akanga ari Nehemiya mwanakomana waAzibhuki, mubati wehafu yenyika yeBhetizuri, kusvikira pakatarisana namarinda aDhavhidhi, uye kusvikira padziva rakanga ravakwa, nokuimba yemagamba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Akagamhwawo kuvaka naNehemiya mwanakomana waAzibhuku mutongi wechimwe chikamu chedunhu reBhetitsuru akagadzirawo kusvika pakatarisana namakuva okwaDhavhidhi kudzamara kundosvika kuDziva riya rakaitwa navanhu kusvikawo kumba yemagamba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Akamutevera ndiNehemia mwanakomana waAzubhuki mutongi wehafu yedunhu reBheti Zuri, akagadzira kusvikira panzvimbo yakatarisana nemakuva aDhavhidhi kusvikira padziva nokuImba yeMhare.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy