Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Mambo akanditi, “Uso hwako hwakangosuwa-suwa neiko kudai? Inga hausi kurwara wani? Hapana chimwe apa asi kusuruvara mwoyo uku.” Ndakatya zvikuru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ipapo mambo akati kwandiri: Ciso cako cinopunyairireiko, ɀausiŋgarwari? Ici cinhu ishuŋgu dzomŋoyo caidzo. Ndikatya kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ipapo mambo akati kwandiri, “Chiso chako chinopunyairireiko, zvausingarwari? Ichi chinhu ishungu dzomwoyo chaidzo.” Ndikatya kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Mambo akanditi, “Uso hwako hwakangosuwa-suwa neiko kudai? Inga hausi kurwara wani? Hapana chimwe apa asi kusuruvara mwoyo uku.” Ndakatya zvikuru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Saka mambo akandibvunza akati, “Ko, chiso chako chinoratidza kusuwa seiko iwe usingarwari? Hapangavi nechimwe chinhu asi shungu dzomwoyo bedzi.” Ndakatya kwazvo,

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 2:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy