Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Asi Sanibharati muHoroni nejinda riya Tobhiya muAmoni naGeshemu muArabhu pavakazvinzwa vakatisveeredza vachitishora vachiti, “Chamuri kuita ndochii ichochi? Kupandukira mamboka uku?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Asi Sanbarati muHoroni, naTobia muranda, muAmoni, naGeshemi, muArabia, ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakatiseka, nokutininipisa, ʋakati: Cinyiko ici camunoita? Munoɗa kumukira mambo kanhi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda, muAmoni, naGeshemu, muArabhia, vakati vachinzwa, vakatiseka, nokutininipisa, vakati, “Chinyiko ichi chamunoita? Munoda kumukira mambo kanhi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Asi Sanibharati muHoroni nejinda riya Tobhiya muAmoni naGeshemu muArabhu pavakazvinzwa vakatisveeredza vachitishora vachiti, “Chamuri kuita ndochii ichochi? Kupandukira mamboka uku?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda wavaAmoni naGeshemu muArabhu vakati vazvinzwa, vakatiseka uye vakatizvidza. Vakatibvunza vachiti, “Chiiko ichi chamuri kuita? Muri kumukira mambo kanhi?”

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 2:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy