Nehemia 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Makurukota haana kuziva kwandakanga ndaenda kana zvandaiita. Ndakanga ndisati ndataurira vaJudha kana vapristi nevekumbahuru, kunyange machinda kana vamwe vose vaizoita basa iro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋaɓati haʋana‐kuziʋa kwandakaŋga ndaenda, kana ɀandakaŋga ndandoita; nokuti ndakaŋga ndisinakuʋudza ʋaJuda, kana ʋaprista, kana ʋakuru, kana ʋaɓati, kana ʋamŋe ʋaɓati ʋeɓasa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Vabati havana kuziva kwandakanga ndaenda, kana zvandakanga ndandoita; nokuti ndakanga ndisina kuudza vaJudha, kana vapristi, kana vakuru, kana vabati, kana vamwe vabati vebasa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Makurukota haana kuziva kwandakanga ndaenda kana zvandaiita. Ndakanga ndisati ndataurira vaJudha kana vapristi nevekumbahuru, kunyange machinda kana vamwe vose vaizoita basa iro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vabati havana kuziva kwandakanga ndaenda kana zvandakanga ndichiita, nokuti ndakanga ndisati ndambotaura chinhu kuvaJudha kana kuvaprista kana vakuru kana vabati, kana vamwewo zvavo vaizoita basa. Viz kapitola |