Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 13:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 ndokubva ndadzokera kuJerusaremu. Ndopandakachizoziva uipi hwakanga hwaitwa naEriyashibhu hokugadzirira Tobhiya imba munhandare dzemba yaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 ndikaȿika Jerusarema, ndikanzwa ɀakaipa ɀakaŋga ɀaitwa naEriashibi kuti wakaŋga agadzirira Tobia kamuri paruʋazhe rweimba yaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 ndikasvika Jerusaremu, ndikanzwa zvakaipa zvakanga zvaitwa naEriashibhi, kuti wakanga agadzirira Tobhia kamuri paruvazhe rweimba yaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 ndokubva ndadzokera kuJerusaremu. Ndopandakachizoziva uipi hwakanga hwaitwa naEriyashibhu hokugadzirira Tobhiya imba munhandare dzemba yaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 ndokudzokera kuJerusarema. Ipapo ndakanzwa pamusoro pechinhu chakaipa chakanga chaitwa naEriashibhi chokuti akagadzirira Tobhia kamuri muruvazhe rweimba yaMwari.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 13:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy