Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 13:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vanhu pavakanzwa mutemo iwoyo vakabvisa muIsiraeri vanhu vose vechirudzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino ʋakati ʋanzwa murau, ʋakaraʋura ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋakaveŋgana naʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino vakati vanzwa murau, vakaraura vanhu vazhinji vose vakanga vakavengana navaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vanhu pavakanzwa mutemo iwoyo vakabvisa muIsiraeri vanhu vose vechirudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vanhu vakati vanzwa murayiro uyu, vakabvisa vose vakanga vari vatorwa pakuberekwa.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 13:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy