Nehemia 13:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 nokuti havana kundochingura vaIsiraeri nechingwa nemvura asi kutoti vakatovakokera Bhiriamu kuti avarengerere achivashurikidzira rushambwa. Zvakadaro zvazvo Mwari wedu akapindura kurengerera nokuvarengerera rushambwa ikoko achikuita kuti kuve chikomborero. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 nokuti iʋo haʋanakundosoŋgana naʋana ʋaIsraeri neɀokudya nemvura, asi ʋakaripira Barami kuti aʋatuke; asi Mŋari weɗu wakashandura kutuka akakuita kuropafadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 nokuti ivo havana kundosangana navana vaIsiraeri nezvokudya nemvura, asi vakaripira Bharamu kuti avatuke; asi Mwari wedu akashandura kutuka akakuita kuropafadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 nokuti havana kundochingura vaIsiraeri nechingwa nemvura asi kutoti vakatovakokera Bhiriamu kuti avarengerere achivashurikidzira rushambwa. Zvakadaro zvazvo Mwari wedu akapindura kurengerera nokuvarengerera rushambwa ikoko achikuita kuti kuve chikomborero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 nokuti havana kundosangana navaIsraeri nezvokudya nemvura asi vakaripira Bharamu kuti avatuke. Kunyange zvakadaro, Mwari wedu, akashandura kutuka kukava ropafadzo. Viz kapitola |