Nehemia 11:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 MuJerusaremu maigarawo vamwe vanakomana vokwaJudha navamwe vanakomana vokwaBhenjamini. Kuvanakomana vokwaJudha paiva: naAtaya mwanakomana waUziya, Uziya mwana waZekariya, Zekariya mwanawo waAmariya, Amariya akaberekwa naShefatiya Shefatiya mwanakomana waMaharareri Mahararerei mwana waFeresi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 PaJerusarema ndipo pakagara ʋamŋe ʋaʋana ʋaJuda, naʋaʋana ʋaBenjamini. Ʋana ʋaJuda aʋa: Ataya mŋanakomana waUzia, mŋanakomana waZekariya, mŋanakomana waAmaria, mŋanakomana waShefatia, mŋanakomana waMaharareri waʋana ʋaPerezi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 PaJerusaremu ndipo pakagara vamwe vavana vaJudha, navavana vaBhenjamini. Vana vaJudha ava: Ataya, mwanakomana waUziya, mwanakomana waZekariya, mwanakomana waAmaria, mwanakomana waShefatia, mwanakomana waMaharareri wavana vaPerezi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 MuJerusaremu maigarawo vamwe vanakomana vokwaJudha navamwe vanakomana vokwaBhenjamini. Kuvanakomana vokwaJudha paiva: naAtaya mwanakomana waUziya, Uziya mwana waZekariya, Zekariya mwanawo waAmariya, Amariya akaberekwa naShefatiya Shefatiya mwanakomana waMaharareri Mahararerei mwana waFeresi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kwozoti vamwe vanhu vaiva vokwaJudha nokwaBhenjamini vakagara muJerusarema): Vaibva kuzvizvarwa zvaJudha vaiti: Ataya mwanakomana waUzia, mwanakomana waZekaria, mwanakomana waAmaria, mwanakomana waShefatia, mwanakomana waMaharareri, chizvarwa chaPerezi; Viz kapitola |