Nehemia 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 naMaaziya naBhirigai naShemaya Ivava ndovaiva vapristi vacho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 naMaazia, naBirgai, naShemaya; ndiʋo ʋaiʋa ʋaprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 naMaazia, naBhirigai, naShemaya; ndivo vaiva vapristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 naMaaziya naBhirigai naShemaya Ivava ndovaiva vapristi vacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Maazia, Bharigai naShemaya. Ava ndivo vaiva vaprista. Viz kapitola |