Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Asi mukange mazotendeukira kwandiri mukateerera mitemo yangu moichengeta kunyange zvazvo manga makamwararidzirwa kure kwakaperera denga chaiko; ndichazovakokorodza ikoko ndouya navo kunzvimbo yandakasarudza kuti ndiise zita rangu ipapo.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 asi kana mukadzokera kwandiri, mukaceŋgeta mirairo yaŋgu nokuiita, kunyaŋge ʋadziŋgwa ʋenyu ʋaȿika kumagumisiro okuɗeŋga, ndicaʋaʋuŋganidza ʋabve ipapo, ndiʋaise panɀimbo yandakatsaura kuti zita raŋgu rigare’po.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 asi kana mukadzokera kwandiri, mukachengeta mirairo yangu nokuiita, kunyange vadzingwa venyu vasvika kumagumisiro okudenga, ndichavaunganidza vabve ipapo, ndivaise panzvimbo yandakatsaura kuti zita rangu rigarepo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Asi mukange mazotendeukira kwandiri mukateerera mitemo yangu moichengeta kunyange zvazvo manga makamwararidzirwa kure kwakaperera denga chaiko; ndichazovakokorodza ikoko ndouya navo kunzvimbo yandakasarudza kuti ndiise zita rangu ipapo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 asi kana mukadzokera kwandiri uye mukateerera zvandakarayira, ipapo kunyange kana vakatapwa vavanhu venyu vari kumagumo edenga, ndichavaunganidza vabveko ndigovauyisa kunzvimbo yandakasarudza kuti ive ugaro hweZita rangu.’

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 1:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy