Nahumi 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Nyika dzikuonerere zvinonyadzisa zvako ndichakuti tsvina pororo ndikuite sechinhu chisina maturo uve chinhu chinokatyamadza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndicakandira pamsoro pako tȿina inosemesa, nokukushatisa, nokukuita cinhu cinotarirwa naʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Ndichakandira pamusoro pako tsvina inosemesa, nokukushatisa, nokukuita chinhu chinotarirwa navose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nyika dzikuonerere zvinonyadzisa zvako ndichakuti tsvina pororo ndikuite sechinhu chisina maturo uve chinhu chinokatyamadza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndichakukandidzira tsvina, ndichakuita akazvidzika uye ndichakuita chiseko. Viz kapitola |