Nahumi 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Heko kurira kwetyava! Nokuvhiririka kwemavhiri nokukakatika kwamabhiza, nokunjanjarika kwengoro dzehondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kurira kwetyaʋa, nomubvumo wokutinhira kwamakumbo eŋgoro, nowokutsika kwamabiza, neŋgoro dzinojata, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Kurira kwetyava, nomubvumo wokutinhira kwamakumbo engoro, nowokutsika kwamabhiza, nengoro dzinojata, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Heko kurira kwetyava! Nokuvhiririka kwemavhiri nokukakatika kwamabhiza, nokunjanjarika kwengoro dzehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kurira kwetyava, utsvikitsviki hwamavhiri, mutsindo wamabhiza nomubvumo wokutinhira kwengoro! Viz kapitola |