Nahumi 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ngoro dzacho dzehondo hero besanwa mumigwagwa dzichivhetemesewa kumhanya dzichipenya semwenje dzichipenya semheni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ŋgoro dzinoʋirima munzira dzomumusha, dzinoɓonderana pamapani, dzakafanana namazhenje, dzinomhanya semheni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ngoro dzinovirima munzira dzomumusha, dzinobonderana pamapani, dzakafanana namazhenje, dzinomhanya semheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ngoro dzacho dzehondo hero besanwa mumigwagwa dzichivhetemesewa kumhanya dzichipenya semwenje dzichipenya semheni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ngoro dzovirima mumigwagwa, dzinomhanya dzichienda nokudzoka muchivara. Dzinoita samazhenje omoto; dzinomhanya-mhanya semheni. Viz kapitola |