Online Bible

- Reklamy -




Nahumi 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Riripiko zvino iro bako reshumba, bako reshumba ichiri kuzvinzwa, kwayaiuyisa nyama yayo kwaiva navana vayo pasina chinovakanganisa?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nɀimba yeshumba iripi? Panodyira shumba ɗuku ndapapi? Ndapapi panofamba shumba nehadzi yayo nomŋana weshumba, kusina‐unodzikarudza?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Nzimba yeshumba iripi? Panodyira shumba duku ndapapi? Ndapapi panofamba shumba nehadzi yayo nomwana weshumba, kusina anodzikarudza?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Riripiko zvino iro bako reshumba, bako reshumba ichiri kuzvinzwa, kwayaiuyisa nyama yayo kwaiva navana vayo pasina chinovakanganisa?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Riripiko bako reshumba, nzvimbo yadzaipira vana vadzo zvokudya, kwaienda shumba nehadzi yayo, uye navana, pasina chokutya.

Viz kapitola kopírovat




Nahumi 2:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy