Mupiro 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Mosesi akati kuna Aroni, “Chienda kuatari upire mupiro wako wokupfupira zvitadzo, nomupiro wako wokupisa upfupire zvitadzo zvako, nevemba yako, upirire vanhu mupiro, sokureva kwaTenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mosesi akati kunaAroni: Sweɗera kuartari uɓayire cipiriso cako ceɀiʋi, necipiriso cako cinopiswa, uɀiyananisire iwe naʋanhu; uʋuye ʋo necipo caʋanhu, kuti uʋayananisire, seɀakarairwa naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Mosesi akati kuna Aroni, “Swedera kuatari ubayire chipiriso chako chezvivi, nechipiriso chako chinopiswa, uzviyananisire iwe navanhu; uuyewo nechipo chavanhu, kuti uvayananisire, sezvakarairwa naJehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mosesi akati kuna Aroni, “Chienda kuatari upire mupiro wako wokupfupira zvitadzo, nomupiro wako wokupisa upfupire zvitadzo zvako, nevemba yako, upirire vanhu mupiro, sokureva kwaTenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mozisi akati kuna Aroni, “Uya kuaritari ugobayira chipiriso chako chechivi nechipiriso chako chinopiswa ugozviyananisira iwe navanhu; bayira chipiriso chavanhu ugovayananisira sezvakarayirwa naJehovha.” Viz kapitola |