Mupiro 9:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Mosesi akati, “Izvozvi ndizvo zvakanzi naTenzi muite. Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuchazviratidza kwamuri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo Mosesi akati: Ndico cinhu cakarairwa naJehova kuti muciite, kuti kubginya kwaJehova kuɀiratidze kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo Mosesi akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha kuti muchiite, kuti kubwinya kwaJehovha kuzviratidze kwamuri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mosesi akati, “Izvozvi ndizvo zvakanzi naTenzi muite. Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuchazviratidza kwamuri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo Mozisi akati, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha kuti muite kuti kubwinya kwaJehovha kugoratidzwa kwamuri.” Viz kapitola |