Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mutorewo nzombe nehondohwe zvomupiro wokuwadzana, zvokubayira kuna Tenzi pamwechete nomupiro wembesanwa wakasanganiswa nemafuta, nokuti nhasi uno Mwari achazviratidza kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 nenzombe, negondobge ɀiʋe ɀipiriso ɀokuyananisa, muɀiɓayire pamberi paJehova; necipiriso coʋupfu bgakakanyiwa namafuta, nokuti nhasi Jehova unoɀiratidza kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 nenzombe, negondohwe zvive zvipiriso zvokuyananisa, muzvibayire pamberi paJehovha; nechipiriso choupfu hwakakanyiwa namafuta, nokuti nhasi Jehovha unozviratidza kwamuri.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mutorewo nzombe nehondohwe zvomupiro wokuwadzana, zvokubayira kuna Tenzi pamwechete nomupiro wembesanwa wakasanganiswa nemafuta, nokuti nhasi uno Mwari achazviratidza kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 nehando negondobwe zvechipiriso chokuwadzana kuti mubayire pamberi paJehovha, pamwe chete nechipiriso chezviyo chakasanganiswa namafuta. Nokuti nhasi Jehovha achazviratidza kwamuri.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 9:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy