Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 utaurire vaIsiraeri kuti, ‘Torai gotora romupiro wokupfupira zvitadzo nemhuru, nehwayana dzose dziri mbiri dzive dzine gore rimwechete, dzisina chinoshoreka padziri dzomupiro wokupisa.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Utaure naʋana ʋaIsraeri, uti: Torai nhoŋgo yembudzi ciʋe cipiriso ceɀiʋi, nemhuru, negwaiana, ɀose ɀegore rimŋe, ɀisinemhoȿa, ciʋe cipiriso cinopiswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Utaure navana vaIsiraeri, uti, ‘Torai nhongo yembudzi chive chipiriso chezvivi, nemhuru, negwayana, zvose zvegore rimwe, zvisina mhosva, chive chipiriso chinopiswa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 utaurire vaIsiraeri kuti, ‘Torai gotora romupiro wokupfupira zvitadzo nemhuru, nehwayana dzose dziri mbiri dzive dzine gore rimwechete, dzisina chinoshoreka padziri dzomupiro wokupisa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Uti kuvana veIsraeri, ‘Torai nhongo yembudzi yechipiriso chechivi, mhuru negwayana zvose zvine gore uye zvisina kuremara sechipiriso chinopiswa

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 9:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy