Mupiro 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Mosesi akataurira gungano rose achiti, “Zvandava kuita izvi, ndozvakanzi naTenzi zviitwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Mosesi akati kuʋuŋgano: Ndiɀo ɀakarairwa naJehova kuti ɀiitwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Mosesi akati kuungano, “Ndizvo zvakarairwa naJehovha kuti zviitwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mosesi akataurira gungano rose achiti, “Zvandava kuita izvi, ndozvakanzi naTenzi zviitwe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mozisi akati kuungano, “Izvi ndizvo zvarayirwa naJehovha kuti zviitwe.” Viz kapitola |