Mupiro 8:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Musambobuda zvenyu pamusuo wetendhe rokusanganira kwamazuva manomwe, kusvikira mazuva okugadzwa kwenyu apera nokuti kugadzwa kwenyu kunotora mumazuva manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Musaɓuɗa pamukoʋa wetente rokusoŋgana mazuʋa manomŋe, kuȿikira mazuʋa okugadza kwenyu apera; nokuti iye ucakugadzai mazuʋa manomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Musabuda pamukova wetende rokusangana mazuva manomwe, kusvikira mazuva okugadza kwenyu apera; nokuti iye uchakugadzai mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Musambobuda zvenyu pamusuo wetendhe rokusanganira kwamazuva manomwe, kusvikira mazuva okugadzwa kwenyu apera nokuti kugadzwa kwenyu kunotora mumazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Musabva pamusuo weTende Rokusangana kwamazuva manomwe kusvikira mazuva okugadzwa kwenyu apera, nokuti kugadzwa kwenyu kuchapedza mazuva manomwe. Viz kapitola |