Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 netsvo mbiri namafuta ari pakatinginika petsvo nedivi rechiropa rakareba, nechinyama chapachiropa chaachabvisa pamwechete netsvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 netȿo mbiri, namafuta ari pamsoro padzo, ari paciʋuno, namafuta ari pamsoro peciropa, ŋgaaɀibvise pamŋe cete netȿo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 netsvo mbiri, namafuta ari pamusoro padzo, ari pachiuno, namafuta ari pamusoro pechiropa, ngaazvibvise pamwechete netsvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 netsvo mbiri namafuta ari pakatinginika petsvo nedivi rechiropa rakareba, nechinyama chapachiropa chaachabvisa pamwechete netsvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 itsvo mbiri namafuta ari padziri pedyo nechiuno, uye zvakafukidza chiropa, zvinofanira kubviswa pamwe chete neitsvo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 7:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy