Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 7:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 ndizvo zvakarehwa naTenzi kuti avape zvichibva kuvaIsiraeri musi wavanogadzwa, somugove wavo wavanofanira kugara vachipiwa pazvizvarwa zvavo zvose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 wakarairwa naJehova kuti ʋapiwe naʋana ʋaIsraeri nomusi wokuzodzwa kwaʋo. Ndiwo mugoʋe waʋo nokusiŋgaperi kuȿikira kumarudzi aʋo ose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 wakarairwa naJehovha kuti vapiwe navana vaIsiraeri nomusi wokuzodzwa kwavo. Ndiwo mugove wavo nokusingaperi kusvikira kumarudzi avo ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 ndizvo zvakarehwa naTenzi kuti avape zvichibva kuvaIsiraeri musi wavanogadzwa, somugove wavo wavanofanira kugara vachipiwa pazvizvarwa zvavo zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Pazuva ravakazodzwa, Jehovha akarayira kuti vaIsraeri vape izvi kwavari somugove wavanofanira kugara vachiwana kuzvizvarwa zvichatevera.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 7:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy