Mupiro 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Mupristi anofanira kumupirira mupiro wokupfupira zvitadzo pana Tenzi aregererwe.” Munhu iyeyo anoregererwa chaakakanganisa panyaya dzezvinhu zvingakanganiswe navanhu vachipara mhosva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ɀino muprista amuyananisire pamberi paJehova, akaŋganwirwe pamsoro pemhoȿa ipi neipi yaakaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 zvino mupristi amuyananisire pamberi paJehovha, akanganwirwe pamusoro pemhosva ipi neipi yaakaita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mupristi anofanira kumupirira mupiro wokupfupira zvitadzo pana Tenzi aregererwe.” Munhu iyeyo anoregererwa chaakakanganisa panyaya dzezvinhu zvingakanganiswe navanhu vachipara mhosva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nenzira iyi muprista achamuyananisira pamberi paJehovha uye acharegererwa pane zvose zvaakaita zvakamuita kuti ave nemhosva.” Viz kapitola |