Mupiro 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 kana munhu akanganisa achipara mhosva mukudaro, ngaadzosere zvaakapamba, kana zvaawana nechisimba, kana zvaakanga abatiswa achichengeteswa, kana chakanga charasika chaakanhonga, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ɀino kana akatadza, anemhoȿa, unofanira kudzosa caakaŋga atora nokuɓa, kana caakaŋga awana nokumanikidza, kana caakaŋga apiwa kuceŋgeta, kana cakaŋga carashika akacinoŋga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 zvino kana akatadza, ane mhosva, anofanira kudzosa chaakanga atora nokuba, kana chaakanga awana nokumanikidza, kana chaakanga apiwa kuchengeta, kana chakanga charashika akachinonga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana munhu akanganisa achipara mhosva mukudaro, ngaadzosere zvaakapamba, kana zvaawana nechisimba, kana zvaakanga abatiswa achichengeteswa, kana chakanga charasika chaakanhonga, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kana akatadza kudaro akava nemhosva, anofanira kudzosa zvaakaba kana zvaakatora nokumanikidza, kana kuti zvaakachengeteswa kana kuti zvakarasika zvaakawana, Viz kapitola |