Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 6:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Chingwa ichocho ngachive choupfu hwakakanyiwa pamwechete namafuta, chakabikwa mupani. Ngaachimedure-medure chisasikirwe Tenzi somupiro wembesanwa, unonhuhwirira zvinomufadza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ŋgaciɓikwe namafuta mugaŋgo; kana caibva, uʋuye naco; unofanira kuʋuya necipiriso coʋupfu ɀimeɗu‐ɀimeɗu ɀakakaŋgwa, ciʋe cinhu cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ngachibikwe namafuta mugango; kana chaibva, uuye nacho; unofanira kuuya nechipiriso choupfu zvimedu-zvimedu zvakakangwa, chive chinhu chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Chingwa ichocho ngachive choupfu hwakakanyiwa pamwechete namafuta, chakabikwa mupani. Ngaachimedure-medure chisasikirwe Tenzi somupiro wembesanwa, unonhuhwirira zvinomufadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Zvibikei namafuta mugango. Muuye nazvo zvakasanganiswa zvakanaka, mugouya nechipiriso chezviyo chakamedurwa-medurwa sezvinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 6:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy