Mupiro 6:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 “Mupiro uchapirwa kuna Tenzi naAroni navanakomana vemhuri yake pazuva raanogadzwa ndouyu: ngaapire marita maviri eupfu hwekoroni, hwakatsetseka semupiro wembesanwa wezuva nezuva, ahukamure nepakati, apire humwe mangwanani humwe manheru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ndico cipo caAroni necaʋanakomana ʋake caʋanofanira kupa Jehova nomusi waanozodzwa nawo: Cegumi ceefa yoʋupfu bgakatsetseka, ciʋe cipiriso coʋupfu ŋguʋa dzose, hafu yaco maŋgwanani, hafu yaco maɗekwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Ndicho chipo chaAroni nechavanakomana vake chavanofanira kupa Jehovha nomusi waanozodzwa nawo: Chegumi cheefa youpfu hwakatsetseka, chive chipiriso choupfu nguva dzose, hafu yacho mangwanani, hafu yacho madekwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Mupiro uchapirwa kuna Tenzi naAroni navanakomana vemhuri yake pazuva raanogadzwa ndouyu: ngaapire marita maviri eupfu hwekoroni, hwakatsetseka semupiro wembesanwa wezuva nezuva, ahukamure nepakati, apire humwe mangwanani humwe manheru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Ichi ndicho chibayiro chaAroni navanakomana vake chavanofanira kuuyisa kuna Jehovha pazuva raanozodzwa: chegumi cheefa youpfu hwakatsetseka sechipiriso chezviyo chamazuva ose, hafu yacho mangwanani neimwe hafu manheru. Viz kapitola |