Mupiro 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 “Munhu anenge abata chinhu chakan'ora chingave chitunha chemhuka yakan'ora kana kuti chechipfuwo chakan'ora kana tumwewo tupukanana twakan'ora twakawandawanda twakafa asingazivi, munhu iyeyo akan'oreswa atopara mhosva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kunyaŋge kana munhu akaŋga aɓata cinhu cisakanaka, kana ciri citunha cemhuka isakanaka, kana citunha ceŋombe isakanaka, kana citunha ciɀinokambaira ɀisakanaka, ɀikasazikanwa naye, akaȿiɓiswa, ucaʋa nemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Kunyange kana munhu akanga abata chinhu chisakanaka, kana chiri chitunha chemhuka isakanaka, kana chitunha chemombe isakanaka, kana chitunha chezvinokambaira zvisakanaka, zvikasazikanwa naye, akasvibiswa, achava nemhosva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Munhu anenge abata chinhu chakan'ora chingave chitunha chemhuka yakan'ora kana kuti chechipfuwo chakan'ora kana tumwewo tupukanana twakan'ora twakawandawanda twakafa asingazivi, munhu iyeyo akan'oreswa atopara mhosva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “ ‘Kana kuti munhu akabata zvinhu zvipi zvazvo zvisina kuchena, zvingava zvitunha zvemhuka dzesango dzisina kuchena, kana mombe isina kuchena, kana zvipuka zvisina kuchena zvinofamba pavhu, kunyange asingazvizivi, atova asina kuchena uye ane mhosva. Viz kapitola |