Mupiro 4:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 “Kana ari mumwe munhuwo zvake atadzira Mwari mukusaziva, apara mhosva yokuita zvakarambidzwa naTenzi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana mumŋe waʋanhu ɀaʋo akatadza akaita nokusaziʋa cimŋe ceɀinhu ɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, akapara mhaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Kana mumwe wavanhu zvavo akatadza akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana ari mumwe munhuwo zvake atadzira Mwari mukusaziva, apara mhosva yokuita zvakarambidzwa naTenzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “ ‘Kana nhengo yeungano yavanhu ikatadza nokusaziva uye ikaita zvisingabvumirwi mumurayiro upi noupi waJehovha, ine mhosva. Viz kapitola |