Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 4:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Kana mutongi ari iye atadzira Mwari mukusaziva apara mhosva yokuita zvinorambidzwa naTenzi Mwari wake, chitadzo chaakapara ozochiziviswa hake,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Kana mukuru akatadza, akaita nokusaziʋa cimŋe ceɀinhu ɀose ɀakarairwa naJehova Mŋari wake kuti ɀirege kuitwa, akapara mhaka;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 “Kana mukuru akatadza, akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvose zvakarairwa naJehovha Mwari wake kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Kana mutongi ari iye atadzira Mwari mukusaziva apara mhosva yokuita zvinorambidzwa naTenzi Mwari wake, chitadzo chaakapara ozochiziviswa hake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 “ ‘Kana mutungamiri akatadza nokusaziva, akaita zvinorambidzwa pamirayiro ipi zvayo yaJehovha Mwari wake, ane mhosva.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 4:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy