Mupiro 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana munhu achida kupira hwai, ngaauye nayo kuna Tenzi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana aciʋuya negwaiana recipiriso cake, ŋgaaʋuye naro pamberi paJehova, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kana achiuya negwayana rechipiriso chake, ngaauye naro pamberi paJehovha, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana munhu achida kupira hwai, ngaauye nayo kuna Tenzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana achipa gwayana, anofanira kuriuyisa pamberi paJehovha. Viz kapitola |