Mupiro 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Pachibayiro chomupiro wokuwadzana unopirwa kuna Tenzi uchiitwa zvokupiswa ngaabvise mafuta ose anoputira zvomukati namafuta ari pazviri, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino ŋgaape Jehova cipiriso cinoitwa nomŋoto paciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa, cokuti mafuta anofukidza ʋura, namafuta ose ari paʋura, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino ngaape Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto pachibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, chokuti mafuta anofukidza hura, namafuta ose ari pahura, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pachibayiro chomupiro wokuwadzana unopirwa kuna Tenzi uchiitwa zvokupiswa ngaabvise mafuta ose anoputira zvomukati namafuta ari pazviri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kubva pachipiriso chokuwadzana anofanira kuuya nechipiriso chinoitwa nomoto kuna Jehovha, mafuta ose anofukidza ura, kana akabatana nahwo, Viz kapitola |