Mupiro 27:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Kana munhu aciɗa kudzikinura cimŋe paɀegumi ɀake, unofanira kuwedzera kwaciri ceshanu caco. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Kana munhu achida kudzikinura chimwe pazvegumi zvake, anofanira kuwedzera kwachiri cheshanu chacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Kana munhu akadzikinura chimwe chinhu pazvegumi zvake, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wacho. Viz kapitola |