Mupiro 27:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Pagore rehwamanda munda iwoyo ngaudzoserwe kumunhu uya kwawakatengwa, kumuridzi wawo wenhaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Pagore rejuberi munda unofanira kudzokera kumunhu waakaŋga ateŋga kwaari, kunaiye wakaŋga ari muridzi wenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Pagore rejubheri munda unofanira kudzokera kumunhu waakanga atenga kwaari, kuna iye wakanga ari muridzi wenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pagore rehwamanda munda iwoyo ngaudzoserwe kumunhu uya kwawakatengwa, kumuridzi wawo wenhaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mugore reJubhiri munda uchadzokera kumunhu waakatengeserana naye uyo aiva muridzi womunda. Viz kapitola |