Mupiro 27:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana aturira Mwari munda iwoyo gore rehwamanda richangopera, ngaabvise mutengo wawo wose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana aciita munda wake mutȿene kubva pagore rejuberi, seɀawakautarira iwe, ɀinofanira kuramba ɀakaɗaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Kana achiita munda wake mutsvene kubva pagore rejubheri, sezvawakautarira iwe, zvinofanira kuramba zvakadaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana aturira Mwari munda iwoyo gore rehwamanda richangopera, ngaabvise mutengo wawo wose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kana akakumikidza munda wake mugore reJubhiri, mutengo wakatarwa unoramba uripo. Viz kapitola |