Mupiro 26:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 “Ndichakupai rugare munyika yenyu, muchanyatsovata musingavhundutswi nomunhu. Ndichabvisa zvikara munyika yenyu, hamuzovizve nehondo munyika imomo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndicakupai rugare panyika, kuti muʋate pasi musiŋgavunduswi nomunhu; ɀikara ndicaɀipedza panyika, nomunondo hauŋgapfuʋuri nomunyika yenyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Ndichakupai rugare panyika, kuti muvate pasi musingavhunduswi nomunhu; zvikara ndichazvipedza panyika, nomunondo haungapfuuri nomunyika yenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Ndichakupai rugare munyika yenyu, muchanyatsovata musingavhundutswi nomunhu. Ndichabvisa zvikara munyika yenyu, hamuzovizve nehondo munyika imomo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “ ‘Ndichapa rugare panyika, uye muchavata pasi pasina achakuvhundutsai. Ndichabvisa zvikara zvesango panyika, uye munondo haungazopfuuri nomunyika yenyu. Viz kapitola |