Mupiro 26:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Nyika yenyu ichafarawo kuwana zororo remaSabata, mazuva ose aichange isina vanhu. Imi muri kunyika yavavengi venyu, nyika ndopaichawanawo zororo ichifanirawo kuva namaSabata ayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino nyika icafarira masaɓata ayo, paŋguʋa yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yaʋaʋeŋgi ʋenyu; paŋguʋa iyo nyika icazorora, icifarira masaɓata ayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Zvino nyika ichafarira maSabata ayo, panguva yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yavavengi venyu; panguva iyo nyika ichazorora, ichifarira maSabata ayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nyika yenyu ichafarawo kuwana zororo remaSabata, mazuva ose aichange isina vanhu. Imi muri kunyika yavavengi venyu, nyika ndopaichawanawo zororo ichifanirawo kuva namaSabata ayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo nyika ichafarira makore ayo esabata panguva yose yokuparadzwa kwayo pamunenge muri munyika yavavengi venyu; ipapo nyika ichazorora igofadzwa namasabata ayo. Viz kapitola |