Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 26:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ndichashomekesa chokudya chenyu zvokuti madzimai gumi achatokwanisa kubikira chingwa chavo muhovhoni imwechete. Pachaerwa mwero wokupa munhu woga woga, muchadya zvenyu asi mucharara muine nzara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Kana ndicivuna muɗonɀo wenyu weciŋgwa, ʋakadzi ʋanegumi ʋacaɓika ciŋgwa cenyu mucoto cimŋe, ʋacikudzoserai ciŋgwa cenyu cayerwa; mucadya, asi hamuŋgaguti.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Kana ndichivhuna mudonzvo wenyu wechingwa, vakadzi vane gumi vachabika chingwa muchoto chimwe, vachikudzoserai chingwa chenyu chayerwa; muchadya, asi hamungaguti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ndichashomekesa chokudya chenyu zvokuti madzimai gumi achatokwanisa kubikira chingwa chavo muhovhoni imwechete. Pachaerwa mwero wokupa munhu woga woga, muchadya zvenyu asi mucharara muine nzara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Kana ndikamisa mugove wenyu wechingwa, vakadzi gumi vachagona kubika chingwa chenyu pachoto chimwe chete, uye vachakanya chingwa chenyu zviri pamwero. Muchadya, asi hamungaguti.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 26:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy