Mupiro 25:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 Munogonawo kuvatenga kubva kumhuri dzavatorwa vagere nemi nemhuri dzinemi dzakaberekerwa munyika menyu vachiva venyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Muŋgateŋga ʋo kuʋana ʋaʋatorwa ʋagere pakati penyu nokuʋana ʋaʋo ʋari pakati penyu, ʋaʋakaɓereka panyika yenyu; iʋo ʋaŋgaʋa ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Mungatengawo kuvana vavatorwa vagere pakati penyu nokuvana vavo vari pakati penyu, vavakabereka panyika yenyu; ivo vangava venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Munogonawo kuvatenga kubva kumhuri dzavatorwa vagere nemi nemhuri dzinemi dzakaberekerwa munyika menyu vachiva venyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Munogona kutengawo vatorwa vashanyi vagere pakati penyu nemhuri dzavo dzakaberekerwa munyika yenyu, uye vachava pfuma yenyu. Viz kapitola |