Mupiro 25:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Ngaagare newe uchimubata somushandi zvake kana kuti muenzi ari kumbogara zvake newe. Ngaakuitire basa somushandi kusvikira gore rehwamanda, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 ŋgaaʋe somuɓatiri unopiwa muɓairo, kana somutorwa kwauri; ŋgaakuɓatire kuȿikira pagore rejuberi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 ngaave somubatiri unopiwa mubayiro, kana somutorwa kwauri; ngaakubatire kusvikira pagore rejubheri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Ngaagare newe uchimubata somushandi zvake kana kuti muenzi ari kumbogara zvake newe. Ngaakuitire basa somushandi kusvikira gore rehwamanda, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Anofanira kubatwa somushandi wamaricho kana kuti mushanyi ari pakati penyu; anofanira kukushandirai kusvikira Gore reJubhiri. Viz kapitola |