Mupiro 25:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kana munhu akashaiwa unoɀidzikinura, akazoʋa mufumi, akawana ɀinoriŋgana kuɀidzikinura; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Kana munhu akashaiwa unozvidzikinura, akazova mupfumi, akawana zvinoringana kuzvidzikinura; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Zvisinei, kana munhu ashaya angamudzikinurira zvinhu izvi, asi iye akazobudirira akawana nzira dzakakwana dzokuzvidzikinura, Viz kapitola |