Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 25:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Kana mumwe muIsiraeri apindwa nourombo akasvika pakutengesa munda wake hama yake yomumba ngaiuye idzikinure munda iwoyo wakatengeswa nehama yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Kana hama yako ikaʋa murombo, ikateŋgesa ɀimŋe ɀayo, ipapo hama yako yomumba inofanira kuʋuya kuzodzikinura iɀo ɀakateŋgeswa nehama yako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Kana hama yako ikava murombo, ikatengesa zvimwe zvayo, ipapo hama yako yomumba inofanira kuuya kuzodzikinura izvo zvakatengeswa nehama yako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Kana mumwe muIsiraeri apindwa nourombo akasvika pakutengesa munda wake hama yake yomumba ngaiuye idzikinure munda iwoyo wakatengeswa nehama yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 “ ‘Kana mumwe wavagari venyika yenyu akava murombo akatengesa zvimwe zvezvinhu zvake, hama yake yepedyo inofanira kuuya kuzodzikinura zvakatengeswa nehama yake.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 25:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy