Mupiro 25:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 “Munyika yenyu yose zvayo, munhu akambotengesa munda, ane mvumo yokuutenga zvakare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Panyika yenyu yose munofanira kutendera kuti nyika idzikinurwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Panyika yenyu yose munofanira kutendera kuti nyika idzikinurwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Munyika yenyu yose zvayo, munhu akambotengesa munda, ane mvumo yokuutenga zvakare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Munyika yose yamuchatora, munofanira kutendera kudzikinurwa kwenyika. Viz kapitola |