Mupiro 25:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 “Kuda mumwe wenyu angati, ‘Ko tichadyeiko mugore rechinomwe patisingabvumirwi kurima minda kana kukohwa mbesa?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino kana mukati: Ticadyei negore recinomŋe? Tarirai, hatifaniri kudɀara, hatifaniri kuʋuŋganidza ɀiɓereko ɀeɗu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Zvino kana mukati, ‘Tichadyei negore rechinomwe? Tarirai, hatifaniri kudyara, hatifaniri kuunganidza zvibereko zvedu’; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Kuda mumwe wenyu angati, ‘Ko tichadyeiko mugore rechinomwe patisingabvumirwi kurima minda kana kukohwa mbesa?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Mungabvunza muchiti, “Ko, tichadyei mugore rechinomwe kana tisingadyari kana kukohwa zvirimwa zvedu?” Viz kapitola |