Mupiro 25:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 “Chengetai mirao yangu nemitemo yangu muite zvainoreva kuti mugare munyika yenyu makagarika makagarikana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo munofanira kuita ɀandakatema, nokuceŋgeta ɀandakatoŋga, nokuɀiita, kuti mugare munyika makaceŋgeteka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Naizvozvo munofanira kuita zvandakatema, nokuchengeta zvandakatonga, nokuzviita, kuti mugare munyika makachengeteka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Chengetai mirao yangu nemitemo yangu muite zvainoreva kuti mugare munyika yenyu makagarika makagarikana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “ ‘Teverai mitemo yangu mugochenjerera kuti muteerere mirayiro yangu, ipapo muchagara makachengetedzeka munyika. Viz kapitola |