Mupiro 24:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 “Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana munhu akamanikidza wokwake, seɀaakaita iye, unofanira kuitirwa ʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Kana munhu akamanikidza wokwake, sezvaakaita iye, anofanira kuitirwawo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kana munhu akakuvadza muvakidzani wake, zvose zvaaita zvinofanira kuitwa kwaari. Viz kapitola |